John 5:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muŋgatenda seiko imi, iyemi munogamucira kukudzwa mumŋe kunomumŋe, asi kukudzwa kunobva kunaMŋari, uri oga, hamukutȿaki?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mungatenda seiko kana muchikudzana pachenyu asi musingashingairiri kuwana kurumbidzwa kunobva kuna Mwari oga?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mungatenda sei imi munofarira kurumbidzana, musingatsvaki mbiri inobva kuna Mwari mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mungatenda seiko imi, iyemi munogamuchira kukudzwa mumwe kune mumwe, asi kukudzwa kunobva kuna Mwari, ari oga, hamukutsvaki?
Shona 2009?
Mungatenda seiko imwi munogamuchira rukudzo mumwe kunomumwe, asi musingatsvaki rukudzo rwunobva kunaMwari oga?
Shona SUB 2002 Bible
Mungatenda seiko imi, iyemi munogamuchira kukudzwa mumwe kune mumwe, asi kukudzwa kunobva kuna Mwari, ari oga, hamukutsvaki?