John 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murwere akamupindura, akati: Ishe, ndinoshaiwa munhu unondiwisira mudziʋa, kana mvura icibvoŋgodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumŋe wonditaŋgira kupinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murwere akamupindura, akati, “Ishe, ndinoshayiwa munhu anondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumwe onditangira kupinda.”
Shona 2009?
Murwere akamupindura, \add akati\add*: Ishe, handina munhu, kana mvura ichibvongodzwa, unondiwisira mudziva; asi kana kana ndoenda, mumwe unoburukira mberi kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Murwere akamupindura, akati, “Ishe, ndinoshayiwa munhu anondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumwe onditangira kupinda.”