John 5:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Simuka, tora nhoʋo dzako, ufambe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati kwaari, “Simuka! Tora rukukwe rwako ufambe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Chisimuka utore rukukwe rwako ufambe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Simuka, tora nhoo dzako, ufambe.”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Simuka, tora nhovo yako, ufambe.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Simuka, tora nhoo dzako, ufambe.”