John 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoʋo dzake, akafamba. Musi uyo waiʋa wesaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo murume uyu akaporeswa; akatora rukukwe rwake akafamba. Zuva rakaitika izvi raiva reSabata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoo dzake, akafamba. Musi uyo waiva weSabata.
Shona 2009?
Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhovo dzake akafamba. Musi uwoyo waiva sabata.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoo dzake, akafamba. Musi uyo waiva weSabata.