John 6:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaʋona ciratidzo caakaita, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita, unoʋuya panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati vaona chiratidzo chaakaita, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita, anouya panyika.”
Shona 2009?
Zvino vanhu avo vakati vavona chishamiso chakaitwa naJesu, vakati: Zvirokwazvo uyu ndiye uya muporofita, unofanira kuvuya panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati vaona chiratidzo chaakaita, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita, anouya panyika.”