John 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera, nokuti ʋakaʋona ɀiratidzo ɀaaiita kuʋarwere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita pavarwere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere.
Shona 2009?
Zvino chaunga chikamutevera, nokuti vakavona zvishamiso zvaaiita kuvarwere.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vazhinji zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere.