John 6:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakafara kumugamucira mugwa, igwa rikaȿika pakarepo kunyika kwaʋakaŋga ʋacienda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakafara kumugamuchira mugwa; pakarepo igwa rakasvika kumahombekombe kwavakanga vakananga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakafara kumugamuchira muigwa, igwa rikasvika pakarepo kunyika kwavakanga vachienda.
Shona 2009?
Zvino vakafara kumugamuchira muchikepe, pakarepo chikepe chikasvika kunyika kwavakanga vachienda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakafara kumugamuchira muigwa, igwa rikasvika pakarepo kunyika kwavakanga vachienda.