John 6:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋamuwana mhiri kweguŋgwa, ʋakati kwaari: Rabi, maʋuya pano riniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vamuwana ari mhiri kwegungwa vakamubvunza vakati, “Rabhi, makauya kuno riniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano riniko?”
Shona 2009?
Zvino vakati vamuwana kune rumwe rutivi rwegungwa, vakati kwaari: Mudzidzisi, masvika pano rinhiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano rinhiko?”