John 6:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati kwaari: Ticaiteiko, kuti tiɓate maɓasa aMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?”
Shona 2009?
Zvino ivo vakati kwaari: Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?”