John 6:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati kwaari: Munoita ciratidzo cipiko, kuti tiʋone, tikutendei? Imi munoɓateiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakamubvunza vakati, “Muchatiradza chiratidzo cheiko chatingaona kuti tigokutendai? Muchaiteiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakati kwaari, “Ko zvino iwe chiratidzoi chaungaite kuti tione tigotenda mauri; chii chaungaite?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati kwaari, “Munoita chiratidzo chipiko, kuti tione, tikutendei?
Shona 2009?
Naizvozvo vakati kwaari: Munoita chiratidzo chipiko zvino kuti tivone, tikutendei? Imwi munobateiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati kwaari, “Munoita chiratidzo chipiko, kuti tione, tikutendei?