John 6:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa eɗu akadya mana murenje, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakaʋapa ciŋgwa cakabva kuɗeŋga, kuti ʋadye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba edu akadya mana murenje; sezvazvakanyorwa zvichinzi: ‘Akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzibaba edu vakadya mana murenje sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzibaba edu akadya mana murenje, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Akavapa chingwa chikabva kudenga, kuti vadye.’ ”
Shona 2009?
Madzibaba edu akadya mana* murenje, sezvazvakanyorwa, \add zvichinzi\add*: Wakavapa chingwa chakabva kudenga, kuti vadye.
Shona SUB 2002 Bible
Madzibaba edu akadya mana murenje, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Akavapa chingwa chikabva kudenga, kuti vadye.’ ”