John 6:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ciŋgwa caMŋari ndico cinoɓuruka kuɗeŋga, cinopa nyika ʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti chingwa chaMwari ndiye anoburuka achibva kudenga uye achipa upenyu kunyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.”
Shona 2009?
Nokuti chingwa chaMwari ndiye unoburuka achibva kudenga, achipa upenyu kunyika.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.”