John 6:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakakuʋudzai, kuti makandiʋona, asi hamutendi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi sezvandakakuudzai, makandiona uye hamutendi nazvino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi, sezvandambokuudzai munondiona zvenyu asi hamutendi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakakuudzai, kuti makandiona, asi hamutendi.
Shona 2009?
Asi ndakati kwamuri: Nemwivo makandivona, asi hamutendi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakakuudzai, kuti makandiona, asi hamutendi.