John 6:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanondipa ɀicaʋuya kwandiri; nounoʋuya kwandiri, handiŋgatoŋgomurashiri kunze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye ani naani anouya kwandiri handingatongomurasiri kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvose baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze.
Shona 2009?
Zvose Baba zvavanondipa zvichavuya kwandiri; nounovuya kwandiri, handingatongomudzingiri kunze.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvose Baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze.