John 6:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handina‐kuɓuruka kuɗeŋga, kuti ndiite kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwowakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakaburuka kudenga kuti ndirege kuzoita kuda kwangu asi kuda kwaiye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma.
Shona 2009?
Nokuti handina kuburuka kubva kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwaiye wakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma.