John 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paseka, mutambo waʋaJuda, wakaŋga uri pedyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutambo wavaJudha wePasika wakanga wava pedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mazuva makuru avaJudha ePasika akanga ava pedyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasika, mutambo wavaJudha, wakanga uri pedyo.
Shona 2009?
Zvino paseka mutambo wavaJudha, wakanga wava pedo.
Shona SUB 2002 Bible
Pasika, mutambo wavaJudha, wakanga uri pedyo.