John 6:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakaŋuŋuna pamsoro pake, nokuti wakati: Ndini ciŋgwa cakaɓuruka kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo, vaJudha vakatanga kugunun'una pamusoro pake nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kubva kudenga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakabva vamunyunyutira nokuti akati, “Ndini chingwa chakabva kudenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakagun'un'una pamusoro pake, nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kudenga.”
Shona 2009?
Zvino vaJudha vakagunun'una pamusoro pake, nokuti wakati: Ndini chingwa chakaburuka kubva kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakagun'un'una pamusoro pake, nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kudenga.”