John 6:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ici ndico ciŋgwa, cinoɓuruka kuɗeŋga, kuti munhu acidye, arege kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hechino chingwa chinobva kudenga, chinoti kana munhu akadya haangafi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichi ndicho chingwa chakaburuka chichibva kudenga chokuti anenge achidya haazofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ichi ndicho chingwa, chinoburuka kudenga, kuti munhu achidye, arege kufa.
Shona 2009?
ichi ndicho chingwa chinoburuka kubva kudenga, kuti munhu achidye agorega kufa.
Shona SUB 2002 Bible
Ichi ndicho chingwa, chinoburuka kudenga, kuti munhu achidye, arege kufa.