John 6:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakakakaʋara pakati paʋo, ʋaciti: Munhu uyu uŋgatipa seiko nyama yake, tidye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaJudha vakatanga kukakavadzana zvikuru pakati pavo vachiti, “Munhu uyu angatipa nyama yake kuti tiidye seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakakakavara pakati pavo, vachiti, “Munhu uyu angatipa seiko nyama yake, tidye?”
Shona 2009?
Naizvozvo vaJudha vakakakavadzana pakati pavo vachiti: Munhu uyu ungatipa seiko nyama tidye?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakakakavara pakati pavo, vachiti, “Munhu uyu angatipa seiko nyama yake, tidye?”