John 6:60 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋazhinji ʋaʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Iri shoko igukutu; ndianiko uŋgarinzwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanzwa izvi, vadzidzi vake vazhinji vakati, “Kudzidzisa uku kwakaoma. Ndianiko angakugamuchira?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?”
Shona 2009?
Naizvozvo vazhinji vavadzidzi vake vakati vachinzwa, vakati: Iri shoko igukutu; ndianiko ungarinzwa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?”