John 6:62 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucagoɗiniko kana muciʋona Mŋanakomana womunhu acikwira kwaaiʋa pakutaŋga?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchaita sei kana mukaona Mwanakomana woMunhu achikwira achienda kwaaimbova kare!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchagodiniko kana muchiona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga?
Shona 2009?
\add Muchagodiniko\add* kana muchivona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga?
Shona SUB 2002 Bible
Muchagodiniko kana muchiona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga?