John 6:65 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana asina‐kuɀipiwa naƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenderera mberi achiti, “Ndokusaka ndakakuudzai kuti hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge azvipiwa naBaba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa nababa.”
Shona 2009?
Akati: Naizvozvo ndati kwamuri: Hakuna munhu ungavuya kwandiri, kunze kokuti azvipiwa naBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa naBaba.”