John 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Firipo akamupindura, aciti: Ɀiŋgwa ɀamadenari anamazana maʋiri haɀiŋgaʋariŋgani, kuti mumŋe nomumŋe atore ɀishoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Firipi akamupindura akati, “Mubayiro unoshandirwa kwemwedzi misere haugoni kutenga chingwa chinokwana mumwe nomumwe hake, kuti awane chimedu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhenari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.”
Shona 2009?
Firipi akamupindura \add achiti\add*: Zvingwa zvamadenari* anamazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore chimedu.
Shona SUB 2002 Bible
Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhinari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.”