John 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe waʋadzidzi ʋake, Andreasi, munuŋuna waSimoni Petro, akati kwaari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavadzidzi vake, Andirea, munun'una waPetro, akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wavadzidzi vake ainzi Andireya, munun'una waSimoni Pita akati kwaari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe wavadzidzi vake, Andireya, munun'una waSimoni Petirosi, akati kwaari,
Shona 2009?
Mumwe wavadzidzi vake, Andiriyasi, munun'una waSimoni Petro, akati kwaari:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe wavadzidzi vake, Andireya, munun'una waSimoni Petirosi, akati kwaari,