John 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Jesu wakafamba muGarirea; nokuti wakaŋga asiŋgaɗi kufamba muJudea, nokuti ʋaJuda ʋakaŋga ʋaciɗa kumuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Jesu akafamba muGarirea, asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaikoko vakanga vachitsvaka kumuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi, Jesu aingotenderera ari muGarirea asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaida kumuuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Jesu akafamba muGariria; nokuti akanga asingadi kufamba muJudhea, nokuti vaJudha vakanga vachida kumuuraya.
Shona 2009?
Shure kwezvinhu izvi Jesu wakafamba muGariri; nokuti wakanga asingadi kufamba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachitsvaka kumuvuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Jesu akafamba muGareriya; nokuti akanga asingadi kufamba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachida kumuuraya.