John 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakamutȿaka pamutambo, ʋakati: Uripiko iye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vaJudha vakamutsvaka uye vakabvunza paMutambo kuti, “Munhu uya aripiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?”
Shona 2009?
Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati: Uripiko iye?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?”