John 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro kwakaŋga kusinomunhu waitaura pacena pamsoro pake, nokuti ʋakatya ʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kwakanga kusina munhu aitaura izvozvo pachena nokuda kwokutya vaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro kwakanga kusina munhu aitaura pachena pamusoro pake, nokuti vakatya vaJudha.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro kwakanga kusinomunhu waitaura pachena pamusoro pake, nokutya vaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro kwakanga kusina munhu aitaura pachena pamusoro pake, nokuti vakatya vaJudha.