John 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakati paʋa pakati pomutambo, Jesu akakwira kutembere, akataŋga kudzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutambo wakati wava pakati, Jesu ndipo paakazokwira kutemberi uye akatanga kudzidzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pava pakati pamazuva makuru iwayo Jesu akaenda muTemberi akatangisa kudzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati pava pakati pomutambo, Jesu akakwira kutemberi, akatanga kudzidzisa.
Shona 2009?
Zvino kwakati pava pakati pomutambo, Jesu akakwira kutembere, akadzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakati pava pakati pomutambo, Jesu akakwira kutemberi, akatanga kudzidzisa.