John 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaJuda ʋakashamiswa, ʋaciti: Munhu uyu unoziʋa seiko manyoro, ɀaasina‐kumbodzidza?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakashamiswa uye vakabvunza vakati, “Murume uyu akawana ruzivo rwakadai seiko iye asina kudzidza?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti, “Munhu uyu anoziva seiko mabhuku, zvaasina kumbodzidza?”
Shona 2009?
Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti: Munhu uyu unoziva seiko magwaro, asina kumbodzidza?
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti, “Munhu uyu anoziva seiko mabhuku, zvaasina kumbodzidza?”