John 7:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋazhinji ʋakapindura, ʋaciti: Unomŋeya wakaipa iwe; ndianiko unotȿaka kukuʋuraya?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji vakapindura vakati, “Une dhimoni iwe. Ndianiko anoda kukuuraya?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?”
Shona 2009?
Chaunga chikapindira chikati: Unomweya wakaipa iwe; ndianiko unotsvaka kukuvuraya?
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?”