John 7:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye munhu uya wavari kuedza kuuraya here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here?
Shona 2009?
Naizvozvo vamwe vaveJerusarema vakati: Ko haazi iye wavanotsvaka kuvuraya here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here?