John 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, unotaura pacena, ʋasiŋgareʋi cinhu kwaari. Ko ʋakuru ʋanoziʋa kwaɀo kanhi kuti ndiye Kristu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hoyu ari pano, ari kutaura zvake pachena, uye havatauri kana shoko kwaari. Ko, vakuru vatenderana kanhi kuti ndiye Kristu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi hapana chavari kutaura kwaari, zvinoreva here kuti vakuru vakuru vava kunyatsoziva kuti uyu ndiye Mesia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, anotaura pachena, vasingarevi chinhu kwaari. Ko vakuru vanoziva kwazvo kanhi kuti ndiye Kristu?
Shona 2009?
Asi tarirai, unotaura pachena vasingarevi chinhu kwaari. Ko vakuru vanoziva kwazvo here kuti ndiye Kristu?
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, anotaura pachena, vasingarevi chinhu kwaari. Ko vakuru vanoziva kwazvo kanhi kuti ndiye Kristu?