John 7:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uyu tinoziʋa kwaanobva, asi Kristu kana aciȿika, hakunomunhu uŋgaziʋa kwaanobva.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi tinoziva kunobva munhu uyu; Kristu paanouya, hakuna munhu achaziva kwaanobva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino uyu tinoziva kwaanobva, asi Kristu kana achisvika, hakuna munhu angaziva kwaanobva.”
Shona 2009?
Zvino uyu tinoziva kwaanobva; asi Kristu kana achisvika, hakunomunhu ungaziva kwaanobva.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino uyu tinoziva kwaanobva, asi Kristu kana achisvika, hakuna munhu angaziva kwaanobva.”