John 7:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akaɗanidzira mutembere, akadzidzisa, aciti: Munondiziʋa, munoziʋa napandakabva; handina‐kuʋuya ini ndimene, asi wakandituma ndiye waɀokwaɗi, wamusiŋgaziʋi imi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu, achiri kudzidzisa ari mutemberi, akadanidzira achiti, “Hongu, munondiziva, uye munoziva kwandinobva. Handisi pano nokuda kwangu, asi uyo akandituma ndiye wechokwadi. Imi hamumuzivi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Jesu akadaidzira achidzidzisa muTemberi achiti, “Heya munotondiziva nokwandinobva kwose nhai? Asi ini handina kungouya zvomusoro wangu ndakatotumwa nouyo ari pachokwadi wamusingazivi imi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akadanidzira mutemberi, akadzidzisa, achiti, “Munondiziva, munoziva napandakabva; handina kuuya ini ndimene, asi akandituma ndiye wechokwadi, wamusingazivi imi.
Shona 2009?
Zvino Jesu akadanidzira mutembere, achidzidzisa, achiti: Imwi mose munondiziva, uye imwi mose munoziva kwandakabva; handina kuvuya zvomusoro wangu, asi wakandituma ndowechokwadi, wamusingazivi imwi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akadanidzira mutemberi, akadzidzisa, achiti, “Munondiziva, munoziva napandakabva; handina kuuya ini ndimene, asi akandituma ndiye wechokwadi, wamusingazivi imi.