John 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanuŋuna ʋake ʋakati kwaari: Ibva pano, uende Judea, kuti ʋadzidzi ʋako ʋaʋone ʋo maɓasa ako aunoita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanun'una vaJesu vakati kwaari, “Munofanira kubva pano muende kuJudhea, kuitira kuti vadzidzi venyu vagoona zvishamiso zvamunoita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakomanavanun'una vake vakati kwaari, “Dai mabva kuno muende kuJudhea kuti vadzidzi venyu vaone mabasa amuri kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanun'una vake vakati kwaari, “Ibva pano, uende Judhea, kuti vadzidzi vako vaonewo mabasa ako aunoita.
Shona 2009?
Naizvozvo vanun'una vake vakati kwaari: Ibvai pano, muende Judhiya, kuti vadzidzi venyu vavonevo mabasa enyu amunoita.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanun'una vake vakati kwaari, “Ibva pano, uende Judhiya, kuti vadzidzi vako vaonewo mabasa ako aunoita.