John 7:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakatȿaka kumuɓata, asi kwakaŋga kusinomunhu wakaisa ruʋoko kwaari, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakaedza kumubata, asi hapana munhu akaisa ruoko paari, nokuti nguva yake yakanga ichigere kusvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.
Shona 2009?
Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi hakuna munhu wakaisa ruvoko paari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.