John 7:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ndiciri nemi ŋguʋa ɗuku, ndigoenda kunowakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye ipapo ndichazoenda kuna iye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma.
Shona 2009?
Ipapo Jesu akati kwavari: Ndichiri nemwi chinguvana, ndoenda kunowakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma.