John 7:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋakaŋga ʋaciɗa kumuɓata; asi kwakaŋga kusina‐wakaisa maʋoko kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakada kumubata, asi hapana akaisa ruoko paari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vaitoda kumusunga asi hapana kana neakambomubata zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vakanga vachida kumubata; asi kwakanga kusina akaisa maoko kwaari.
Shona 2009?
Vamwe vavo vakanga vachida kumubata; asi kwakanga kusina wakaisa mavoko kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vakanga vachida kumubata; asi kwakanga kusina akaisa maoko kwaari.