John 7:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋatariri ʋakaʋuya kuʋaprista ʋakuru nokuʋaFarise, iʋo ʋakati kwaʋari: Makaregereiko kuʋuya naye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira varindi vetemberi vakadzokera kuvaprista vakuru nokuvaFarisi, vakavabvunza vakati, “Seiko musina kuuya naye kuno?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapurisa aya akadzokera kuvapristi vakuru navaFarisei avo vakavati, “Sei musina kuuya naye?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mapurisa akauya kuvapristi vakuru nokuvaFarisi, ivo vakati kwavari, “Makaregereiko kuuya naye?”
Shona 2009?
Zvino vatariri vakavuya kuvaprista vakuru nokuvaFarisi; ivo vakati kwavari: Nemhaka yei musina kuvuya naye?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mapurisa akauya kuvapristi vakuru nokuvaFarisi, ivo vakati kwavari, “Makaregereiko kuuya naye?”