John 7:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatariri ʋakapindura, ʋakati: Hakunomunhu wakatoŋgotaura nokutaura kwomunhu uyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varindi vakati kwavari, “Hakuna munhu akatombotaura nenzira inoitwa nomurume uyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapurisa akapindura, akati, “Hakuna munhu akatongotaura nokutaura kwomunhu uyo.”
Shona 2009?
Vatariri vakapindura, \add vakati\add*: Hakuna munhu wakatongotaura somunhu uyu.
Shona SUB 2002 Bible
Mapurisa akapindura, akati, “Hakuna munhu akatongotaura nokutaura kwomunhu uyo.”