John 7:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakaʋapindura, ʋakati: Nemi ʋo matsauswa kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi vakati, “Munoreva kuti atokunyengerai nemiwo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei vakapindura vachiti, “Nemiwo marasiswa nhai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaFarisi vakavapindura, vakati, “Nemiwo matsauswa kanhi?
Shona 2009?
Zvino vaFarisi vakavapindura, \add vakati\add*: Nemwivo matsauswa kanhi?
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo VaFarisi vakavapindura, vakati, “Nemiwo matsauswa kanhi?