John 7:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu aʋa ʋazhinji, ʋasiŋgaziʋi murairo, ʋakatukwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete! Asi vanhu vazhinji ava vasingatongozivi murayiro, vakatukwa ava.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu ava vazhinji, vasingazivi murayiro, vakatukwa.”
Shona 2009?
Asi chaunga ichi chisingazivi murairo, chakatukwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu ava vazhinji, vasingazivi murairo, vakatukwa.”