John 7:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nikodimo, (uya wakamboʋuya kwaari, waiʋa mumŋe waʋo), akati kwaʋari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nikodhimo, uya akanga amboenda kuna Jesu uye akanga ari mumwe wavo, akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nikodhimasi, uya akamboenda kwaari aiva mumwe wavo akati kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nikodhimo, (uya akambouya kwaari, aiva mumwe wavo), akati kwavari,
Shona 2009?
Nikodhimo, uya akavuya kwaari vusiku, ari mumwe wavo, akati kwavari:
Shona SUB 2002 Bible
Nikodhimo, (uya akambouya kwaari, aiva mumwe wavo), akati kwavari,