John 7:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika; asi ŋguʋa yenyu inogara yakagadzirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu yakanaka haisati yasvika; asi kwamuri, nguva ipi zvayo yakangonaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa.
Shona 2009?
Naizvozvo Jesu akati kwavari: Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa.