John 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwirai kumutambo imi; ini handiti ndokwira kumutambo, nokuti ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai henyu imi kuMutambo. Ini handisati ndoenda kuMutambo uyu, nokuti nguva yakanaka kwandiri haisati yasvika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imimi endai zvenyu kumazuva makuru iwayo ini handisati ndoenda kumazuva makuru iwaya nokuti nguva yangu haisati yanyatsokwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwirai kumutambo imi; ini handiti ndokwira kumutambo, nokuti nguva yangu ichigere kusvika kwazvo.”
Shona 2009?
Kwirai imwi kumutambo uyu; ini handisati ndokwira kumutambo, nokuti nguva yangu ichigere kuzadzisika.
Shona SUB 2002 Bible
Kwirai kumutambo imi; ini handiti ndokwira kumutambo, nokuti nguva yangu ichigere kusvika kwazvo.”