John 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati areʋa iɀoɀo kwaʋari, akagara Garirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati areva izvi, akagara muGarirea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataura izvi ndokubva asara zvake kuGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati areva izvozvo kwavari, akagara Gariria.
Shona 2009?
Wakati areva zvinhu izvozvi kwavari, wakagara Gariri.
Shona SUB 2002 Bible
Akati areva izvozvo kwavari, akagara Gareriya.