John 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akakotoroka; ɀino asiŋgaʋoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari: Mai, ʋaya ʋakupomera mhoȿa ʋaripiko? Hakuna‐wakutoŋga here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akatwasuka akati kwaari, “Mai, varipiko vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?”
Shona 2009?
Jesu wakati akotoroka akasavona munhu, asi mukadzi oga, wakati kwaari: Mai, varipiko vaya vakupomerai mhosva? Hakuna wakutongai here?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?”