John 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Hakuna, Ishe! Jesu akati kwaari: Neni ʋo handikupi mhoȿa. Enda hako, usatadza ɀe.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Hapana, Ishe.” Jesu akati, “Neniwo handikupi mhosva. Chienda zvino uye usiye upenyu hwako hwechivi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Hakuna, Ishe!” Jesu akati kwaari, “Neniwo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.”]
Shona 2009?
Iye akati: Hakuna, Ishe! Jesu akati kwaari: Nenivo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Hakuna, Ishe!” Jesu akati kwaari, “Neniwo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.”]