John 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakati kwaari: Unoɀipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.”
Shona 2009?
Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari: Unozvipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo VaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.”