John 8:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi munotoŋga nenyama; ini handitoŋgi munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munotonga nameso enyama; ini handitongi munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munotonga namatongero avanhu, ini hapana wandinotonga ndichidaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imi munotonga nenyama; ini handitongi munhu.
Shona 2009?
imwi munotonga nenyama; ini handitongi munhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Imi munotonga nenyama; ini handitongi munhu.